Fungisai Zvakavapano-Mashavave

Fungisai Zvakavapano-Mashavave muimbi wemuZimbabwe anoimba nziyo dzemusambo weNziyo Dzechitendero chechiKristu kana kuti Gospel. Fungisai anotsikisa nziyo neNgavavongwe Studios yaElias Musakwa. Fungisai anoti iye anobva kurudzi rweVaRemba uye murume wake Courage Mashavave muRemba zvakare.


From Wikipedia, the free encyclopedia ยท View on Wikipedia

Developed by Tubidy